Isaiah 5:3 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino imi ʋagere Jerusarema naʋarume ʋaJuda, ndinokumbira kuti mutoŋge pakati paŋgu nomunda waŋgu wemizambiriŋga.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Zvino imi vagari vomuJerusarema nemi varume veJudha, chitongai pakati pangu nomunda wemizambiringa wangu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Zvino imi vagari veJerusaremu, imi vanhu vokwaJudha ndienzanisireiwo nyaya iri pakati pangu ini Mwari nomunda wangu wamagirepisi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino imi mugere Jerusaremu navarume vaJudha, ndinokumbira kuti motonge pakati pangu nomunda wangu wemidzambiringa.
Shona 2009?
Zvino imwi mugere Jerusaremu navarume vaJudha, ndinokumbira kuti motonge pakati pangu nomunda wangu wemizambiringa.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino imi mugere Jerusaremu navarume vaJudha, ndinokumbira kuti motonge pakati pangu nomunda wangu wemizambiringa.