Isaiah 5:30 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nezuʋa iro ʋacaʋaʋombera sokutinhira kweguŋgwa; kana munhu akatarira nyika, ucaʋona rima nokutambudzika; ciedza cicaȿiɓiswa namakore ayo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pazuva iro vachaomba pamusoro payo, sokutinhirwa kwegungwa. Uye kana mumwe akatarisa panyika, achaona rima nokutambudzika; kunyange chiedza chichasvibiswa namakore.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Dzinoihon'erana pazuva iroro sokutinhira kwegungwa. Uchiti ukatarisa kunyika uku unongoona rima chete nenhamo nechiedza chachinzi kwirindindi kudzikatidzwa nerima ravo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nezuva iro vachavaombera sokutinhira kwegungwa; kana munhu akatarira nyika, achaona rima nokutambudzika; chiedza chichasvibiswa namakore ayo.
Shona 2009?
Nezuva iro vachavaombera sokutinhira kwegungwa; kana munhu akatarira nyika, achaona rima nokutambudzika; chiedza chichasvibiswa namakore ayo.
Shona SUB 2002 Bible
Nezuva iro vachavaombera sokutinhira kwegungwa; kana munhu akatarira nyika, achaona rima nokutambudzika; chiedza chichasvibiswa namakore ayo.