Isaiah 5:9 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Jehova wehondo unotaura munzeʋe dzaŋgu, aciti: Ɀirokwaɀo, dzimba zhinji dzicaʋa matoŋgo, dzimba huru nedzakanaka dzicashaiwa ʋanogara’mo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jehovha Wamasimba Ose akataura ndichinzwa akati, “Zvirokwazvo dzimba zhinji dzichava matongo, dzimba huru dzakanaka dzichashaya vanogaramo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Tenzi wehondo nehondo akapika ini ndichinzwa nenzeve dzangu kuti, “Dzimba huru dzakanaka idzi dzichasara dzangova matongo asina munhu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Jehovha wehondo anotaura munzeve dzangu, achiti, “Zvirokwazvo, dzimba zhinji dzichava matongo, dzimba huru nedzakanaka dzichashayiwa vanogaramo.
Shona 2009?
Jehovha wehondo anotaura munzeve dzangu, achiti, "Zvirokwazvo, dzimba zhinji dzichava matongo, dzimba huru nedzakanaka dzichashayiwa vanogaramo.
Shona SUB 2002 Bible
Jehovha wehondo anotaura munzeve dzangu, achiti, “Zvirokwazvo, dzimba zhinji dzichava matongo, dzimba huru nedzakanaka dzichashayiwa vanogaramo.