Isaiah 50:9 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Tarirai, Ishe Jehova ucandiɓatsira; ndiani uŋgandipa mhoȿa? Tarirai, aʋo ʋose ʋacasakara seŋguʋo; ʋacadyiwa neɀipfunho.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndiye Ishe Jehovha anondibatsira. Ndianiko achandipa mhosva? vose vachasakara senguo; vachadyiwa nezvipfuno.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Chinzwa, Tenzi Mwari anondiyamura. Ndiani achanditi iwe une mhosva? Teerera unzwe, vose zvavo vachasakara sehembhe vachidyiwa notumashaveshave.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Tarirai, Ishe, Jehovha achandibatsira; ndiani angandipa mhosva? Tarirai, avo vose vachasakara senguo; vachadyiwa nezvipfunho.
Shona 2009?
Tarirai, Ishe, Jehovha achandibatsira; ndiani angandipa mhosva? Tarirai, avo vose vachasakara senguvo;zvipfunho. zvichavadya.
Shona SUB 2002 Bible
Tarirai, Ishe, Jehovha achandibatsira; ndiani angandipa mhosva? Tarirai, avo vose vachasakara senguo; vachadyiwa nezvipfunho.