Isaiah 51:12 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ini, iyeni, ndinokunyaradzai; ndiwe aniko, unotya munhu unozofa, kana mŋanakomana womunhu, ucaitwa soʋuswa;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Ini, iyeni, ndini iye anokunyaradzai. Ndiwe aniko unotya vamunhu vanofa, vanakomana vavanhu, ivo uswa zvahwo,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Ini iyeni ndini ndinokunyaradzai, chaunotyira munhu anofa chii munhuwo zvake akaita souswa
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Ini, iyeni, ndinokunyaradzai; ndiwe aniko, unotya munhu anozofa, kana Mwanakomana womunhu, achaitwa souswa;
Shona 2009?
"Ini, iyeni, ndini ndinokunyaradzai; ndiwe aniko, uchatya munhu anozofa, kana Mwanakomana womunhu, achaitwa souswa;
Shona SUB 2002 Bible
“Ini, iyeni, ndinokunyaradzai; ndiwe aniko, unotya munhu anozofa, kana Mwanakomana womunhu, achaitwa souswa;