Isaiah 51:14 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Musuŋgwa wakatapxa ucakurumidza kusunuŋgurwa, haaŋgafi nokuɓurukira mugomba, ɀokudya ɀake haɀiŋgashaikwi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vasungwa vakatapwa vachakurumidza kusunungurwa; havazofiri mumakomba avo, kana kuzoshayiwa chingwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nyakumbonzi pasi kota kota atobva asunungurwa izvozvi. Haachapafa kana kudzika kuGomba kunyange kushaya chokudya
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Musungwa wakatapwa achakurumidza kusunungurwa, haangafi nokuburukira mugomba, zvokudya zvake hazvingashaikwi.
Shona 2009?
Musungwa wakatapwa achakurumidza kusunungurwa,Vuye haangafi nokuburukira mugomba, zvokudya zvake hazvingashaikwi.
Shona SUB 2002 Bible
Musungwa wakatapwa achakurumidza kusunungurwa, haangafi nokuburukira mugomba, zvokudya zvake hazvingashaikwi.