Isaiah 51:19 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀinhu iɀi ɀiʋiri ɀakuwira; ndianiko ucakunzwira tsitsi? Kusiyiwa nokuparadzwa, nenzara nomunondo; ndiŋgakunyaradza sei?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Njodzi mbiri idzi dzauya pamusoro pako, ndianiko angakunyaradza?— dzinoti: kuva dongo nokuparadzwa, nzara nomunondo; ndianiko anogona kukunyaradza?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvinhu zviviri izvozvi izvi zvakakuwira iwe zvino ndiani achakubata maoko? Ko paumharadzi nepakuparadza kwose uku nepashangwa yenzara nepamapakatwa ehondo zvakakuwirai izvi, pakadai, ndinokunyaradza ndakaita sei?
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvinhu izvi zviviri zvakuwira; ndianiko achakunzwira tsitsi? Kusiyiwa nokuparadzwa, nenzara nomunondo; ndingakunyaradza sei?
Shona 2009?
Zvinhu izvi zviviri zvakuwira; ndianiko achakunzwira tsitsi? Kusiyiwa nokuparadzwa, nenzara nomunondo; ndingakunyaradza sei?
Shona SUB 2002 Bible
Zvinhu izvi zviviri zvakuwira; ndianiko achakunzwira tsitsi? Kusiyiwa nokuparadzwa, nenzara nomunondo; ndingakunyaradza sei?