Isaiah 51:2 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Cerekedzai Abrahama, ɓaɓa ʋenyu, naSara wakakuɓerekai; nokuti ndakamuɗana aciri mumŋe cete, ndikamuropafadza, ndikamuita ʋazhinji.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
tarirai kuna Abhurahama, baba venyu, nokuna Sara, akakuberekai. Pandakamudana akanga achingova mumwe chete, ndikamuropafadza ndikamuita vazhinji.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Hamuone here baba wenyu Abhurahamu, naSara akakuberekai? Nokuti pandakamudaidza, akanga achingova munhu mumwechete ndikazomukomborera nokumupa vana vazhinji,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Cherechedzai Abhurahamu, baba venyu, naSara akakuberekai; nokuti ndakamudana achiri mumwechete, ndikamuropafadza, ndikamuita vazhinji.
Shona 2009?
Tarairai Abhurahamu, baba venyu, naSara akakuberekai; nokuti ndakamudana achiri mumwechete, ndikamuropafadza, ndikamuita vazhinji.
Shona SUB 2002 Bible
Cherechedzai Abhurahamu, baba venyu, naSara akakuberekai; nokuti ndakamudana achiri mumwechete, ndikamuropafadza, ndikamuita vazhinji.