Isaiah 51:21 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naiɀoɀo ɀino cinzwa cinhu ici, iwe unotambudzika, wakaɓatwa, asi usino‐kuɓatwa newaini:
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Naizvozvo inzwa izvi, iwe munhu wokutambudzika, wakadhakiswa asi kwete newaini.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Naizvozvo iwe Jerusaremu teerera unzwe izvi, iwe uri kuoneswa nhamo iwe wakadai kudhakwa, nezvisiri waini.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Naizvozvo zvino chinzwa chinhu ichi, iwe unotambudzika, wakabatwa, asi usina kubatwa newaini.
Shona 2009?
Naizvozvo zvino chinzwa chinhu ichi, iwe unotambudzika, wakabatwa, asi kwete newaini,
Shona SUB 2002 Bible
Naizvozvo zvino chinzwa chinhu ichi, iwe unotambudzika, wakabatwa, asi asina kubatwa newaini,