Isaiah 51:23 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ndicauisa muruʋoko rwaʋanokutambudza, iʋo ʋakati kwauri: Kotama, tifambe napamsoro pako; iwe ukaita musana wako sapasi, senzira yomumusha inofambga naʋanhu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndichauisa mumaoko avatambudzi vako, ivo vanoti kwauri, ‘Zvambarara pasi kuti tifambe napamusoro pako.’ Iwe wakaita kuti musana wako uve sapasi, kufanana nomugwagwa unofambwa nawo.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi vaikuonesa ndondo ivavo ndivo vandava kupa muruoko mukombe wenhamo iyoyo, ivo vaikuti, ‘Zvambarara pasi tifambe napamusoro pako,’ iwe ukanyatsoita kuti musana wako uti kwasvarara sepasi uye somugwagwa wavanofamba nawo.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Ndichauisa muruoko rwavanokutambudza, ivo vakati kwauri, ‘Kotama, tifambe napamusoro pako;’ iwe ukaita musana wako sapasi, senzira yomumusha inofambwa navanhu.”
Shona 2009?
Asi ndichauisa muruoko rwavanokutambudza, ivo vakati kumweya wako, "Kotama,kuti tipfuure napamusoro;" iwe ukaita musana wako sapasi, senzira yomumusha yavanopfuvura."
Shona SUB 2002 Bible
“Ndichauisa muruoko rwavanokutambudza, ivo vakati kwauri, ‘Kotama, tifambe napamusoro pako;’ iwe ukaita musana wako sapasi, senzira yomumusha inofambwa navanhu.”