Isaiah 52:12 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti hamuŋgaɓuɗi mucikurumidza, kana kuenda mucitiza; nokuti Jehova ucakutuŋgamirirai; Mŋari waIsraeri ucakurindirai mumashure.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi hamungazobudi nokukurumidza kana kuenda muchitiza; nokuti Jehovha achakutungamirirai, Mwari waIsraeri achakurindai mushure.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
nokuti kubuda hamusi kuzobuda zvechimbichimbi, hamusi kuzobudamo zvekutiza nokuti Tenzi achakutungamirirai, Mwari weIsiraeri achakuperekedzai ari necheshure.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti hamungabudi muchikurumidza, kana kuenda muchitiza; nokuti Jehovha achakutungamirirai; Mwari waIsiraeri achakurindirai mumashure.
Shona 2009?
Nokuti hamungabudi muchikurumidza, kana kuenda muchitiza; nokuti Jehovha achakutungamirirai; Mwari waIsiraeri achakurindirai mumashure.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti hamungabudi muchikurumidza, kana kuenda muchitiza; nokuti Jehovha achakutungamirirai; Mwari waIsiraeri achakurindirai mumashure.