Isaiah 52:13 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Tarirai, muranda waŋgu ucaita nokucenjera, ucakwiridzwa nokusimudzwa, nokukwirira kwaɀo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Tarirai muranda wangu achaita nouchenjeri; achasimudzirwa uye achakwidzwa pamusoro, uye achakudzwa kwazvo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Inzwai munzwe, muranda wangu achabudirira, acharumbidzwa, achasumudzirwa pamusoro achiva wapamusorosoro.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Tarirai, muranda wangu achaita nokuchenjera, achakwiridzwa nokusimudzwa, nokukwirira kwazvo.
Shona 2009?
Tarirai, muranda wangu achaita nokuchenjera, achakwiridzwa nokusimudzwa, nokukwirira kwazvo.
Shona SUB 2002 Bible
Tarirai, muranda wangu achaita nokuchenjera, achakwiridzwa nokusimudzwa, nokukwirira kwazvo.