Isaiah 52:14 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋazhinji seɀaʋakashamiswa pamsoro pako, (ciso cake cakaŋga cakakuʋadzwa kupfuʋura caʋamŋe ʋanhu, necimiro cake kupfuʋura caʋanakomana ʋaʋanhu),
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Sezvo vazhinji vakashamiswa naye, chiso chake chakanga chakakuvadzwa zvikuru, kupfuura chomunhu upi zvake, uye chimiro chake chakanga chakanganiswa, kupfuura kuratidzika kwomunhu,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Sezvakaitika kuti vazhinji vakakatyamara naye asisatarisike zvakanaka, asisamboonekwa somunhu. Chimiro chake zvokuti munhu pasisina,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vazhinji sezvavakashamiswa pamusoro pako, (chiso chake chakanga chakakuvadzwa kupfuura chavamwe vanhu, nechimiro chake kupfuura chavanakomana vavanhu),
Shona 2009?
Vazhinji sezvavakashamiswa pamusoro pako, (chiso chake chakanga chakakuvadzwa kupfuura chavamwe vanhu, nechimiro chake kupfuura chavanakomana vavanhu),
Shona SUB 2002 Bible
Vazhinji sezvavakashamiswa pamusoro pako, (chiso chake chakanga chakakuvadzwa kupfuura chavamwe vanhu, nechimiro chake kupfuura chavanakomana vavanhu),