Isaiah 52:3 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti ɀanzi naJehova: Makateŋgeswa kusinomuteŋgo; mucadzikinurwa kusinemari.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuti zvanzi naJehovha, “Wakatengeswa pasina mutengo, uye uchadzikinurwa pasina mari.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndinodaro nokuti zvanzi naTenzi, “Pamakatengeswa hapana chakaripwa, saizvozvowo kununurwa kwenyu hapana mari inobviswa,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti zvanzi naJehovha, “Makatengeswa kusina mutengo; muchadzikunurwa kusina mari.”
Shona 2009?
Nokuti zvanzi naJehovha "Makazvitengesa kusina mutengo; muchadzikunurwa kusina mari."
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti zvanzi naJehovha, “Makatengeswa kusina mutengo; muchadzikinurwa kusina mari.”