Isaiah 52:4 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti ɀanzi naShe Jehova: Ʋanhu ʋaŋgu ʋakaɓurukira Egipita kare kundogara’ko, muAsiria akaʋamanikidza pasinemhoȿa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuti zvanzi naIshe Jehovha, “Pakutanga vanhu vangu vakaenda kuIjipiti kundogarako; iye zvino Asiria inovamanikidza.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
nokuti zvanzi naTenzi Mwari, pakutanga imi vanhu vangu makaenda kuIjipiti mukambondogara ikoko uyewo vechiAsiria vakazokuonesai nhamo mahara.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti zvanzi naIshe Jehovha, “Vanhu vangu vakaburukira Ijipiti kare kundogarako, muAsiria akavamanikidza pasina mhosva.
Shona 2009?
Nokuti zvanzi naIshe Jehovha, "Vanhu vangu vakaburukira Ijipiti kare kundogarako, muAsiria akavamanikidza pasina mhosva.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti zvanzi naIshe Jehovha, “Vanhu vangu vakaburukira Ijipiti kare kundogarako, muAsiria akavamanikidza pasina mhosva.