Isaiah 53:11 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ucaʋona ɀaakatamburira nomŋeya wake, akagutiswa; nokuziʋa kwake muranda waŋgu wakarurama ucaruramisira ʋazhinji; ucatakura ɀakaipa ɀaʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Shure kwokutambudzika kwomweya wake, achaona chiedza choupenyu uye achagutsikana; nokuziva kwake, muranda wangu akarurama acharuramisira vazhinji, uye achatakura kuipa kwavo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Achaona mubayiro wezvaakatamburira iye pachake agogutsikana. Noruzivo rwake iye muranda wangu, mururami achaita kuti vazhinji vazonzi varurami, ndiye achatakura zvitadzo zvavo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Achaona zvaakatamburira nomweya wake, akagutiswa; nokuziva kwake muranda wangu akarurama acharuramisira vazhinji; achatakura zvakaipa zvavo.
Shona 2009?
Achaona zvaakatamburira nomweya wake, akagutiswa; nokuziva kwake muranda wangu akarurama acharuramisira vazhinji; achatakura zvakaipa zvavo.
Shona SUB 2002 Bible
Achaona zvaakatamburira nomweya wake, akagutiswa; nokuziva kwake muranda wangu akarurama acharuramisira vazhinji; achatakura zvakaipa zvavo.