Isaiah 54:13 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋana ʋako ʋose ʋacadzidziswa naJehova, rugare rwaʋana ʋako rucaʋa rukuru.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vanakomana venyu vose vachadzidziswa naJehovha, uye rugare rwavana venyu ruchava rukuru.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vana vako vose vachadzidziswa naTenzi, vana vako vachapfuma zviya zvokupfuma zviya.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vana vako vose vachadzidziswa naJehovha, rugare rwavana vako ruchava rukuru.
Shona 2009?
Navana vako vose vachadzidziswa naJehovha,uye ruchava rukuru, rugare rwavana vako.
Shona SUB 2002 Bible
Vana vako vose vachadzidziswa naJehovha, rugare rwavana vako ruchava rukuru.