Isaiah 54:14 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ucasimbiswa mukururama; ucaʋa kure nokumanikidzwa, nokuti hauna‐cauŋgatya, ʋuye kure neɀinotyisa, nokuti hakuna‐ciŋgaȿika kwauri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Muchasimbiswa mukururama: Kumanikidzwa kuchava kure nemi: hapana chamuchazotya. Kutya kuchava kure nemi; hakuchazosviki pedyo nemi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kururama ndokuchava hwaro zvokudzvanyirirwa zvichava kure newe nokuti unenge usisatye. Umbwende huchava kure newe nokuti haumboswedera pedyo newe.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Uchasimbiswa mukururama; uchava kure nokumanikidzwa, nokuti hauna chaungatya, uye kure nezvinotyisa, nokuti hakuna chingasvika kwauri.
Shona 2009?
Uchasimbiswa mukururama; uchava kure nokumanikidzwa, nokuti haungatyi, uye kure nezvinotyisa, nokuti hakungaswederi kwauri.
Shona SUB 2002 Bible
Uchasimbiswa mukururama; uchava kure nokumanikidzwa, nokuti hauna chaungatya, uye kure nezvinotyisa, nokuti hakuna chingasvika kwauri.