Isaiah 54:6 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti Jehova wakakuɗana somukadzi, wakasiyiwa uneshuŋgu pamŋeya, somukadzi wakawanikwa aciri muɗuku ndokuzorambga — ndiɀo ɀinotaura Mŋari wako.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jehovha achakudanazve sokunge wanga uri mukadzi akasiyiwa, uye anotambudzika pamweya, mukadzi akawanikwa achiri mudiki, pedzezvo ndokurambwa,” ndizvo zvinotaura Mwari wako.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndinodaro nokuti Tenzi achakudaidza somudzimai akanga arambwa akashungurudzwa mwoyo somusikana akabvisa jaya mugota paanenge zvino adzingwa, ndizvo zviri kutaurwa naMwari wako.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Nokuti Jehovha akakudana somukadzi, akasiyiwa ane shungu pamweya, somukadzi akawanikwa achiri muduku ndokuzorambwa ndizvo zvinotaura Mwari wako.
Shona 2009?
"Nokuti Jehovha akakudana somukadzi, akasiyiwa ane shungu pamweya, somukadzi akawanikwa achiri muduku ndokuzorambwa ndizvo zvinotaura Mwari wako.
Shona SUB 2002 Bible
“Nokuti Jehovha akakudana somukadzi, akasiyiwa ane shungu pamweya, somukadzi akawanikwa achiri muduku ndokuzorambwa ndizvo zvinotaura Mwari wako.