Isaiah 55:6 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Tȿakai Jehova acawanikwa, ɗanai kwaari aciri pedyo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Tsvakai Jehovha achawanikwa: danai kwaari achiri pedyo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Tsvagai Tenzi achiri kuwanika, daidzai kwaari achiri padyo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Tsvakai Jehovha achawanikwa, danai kwaari achiri pedyo.
Shona 2009?
"Tsvakai Jehovha achawanikwa, danai kwaari achiri pedo.
Shona SUB 2002 Bible
“Tsvakai Jehovha achawanikwa, danai kwaari achiri pedyo.