Isaiah 55:8 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti ndaŋgariro dzaŋgu hadzizi ndaŋgariro dzenyu, nenzira dzenyu hadzizi nzira dzaŋgu — ndiɀo ɀinotaura Jehova.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Nokuti ndangariro dzangu hadzizi ndangariro dzenyu, uye nzira dzenyu hadzizi nzira dzangu,” ndizvo zvinotaura Jehovha.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndinodaro nokuti mafungiro angu haasiriwo mafungiro enyu, kana iwo maitiro enyu haasiriwo maitiro angu.” Ndizvo zviri kutaura Tenzi,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti ndangariro dzangu hadzizi ndangariro dzenyu, nenzira dzenyu hadzizi nzira dzangu ndizvo zvinotaura Jehovha.
Shona 2009?
Nokuti ndangariro dzangu hadzizi ndangariro dzenyu, nenzira dzenyu hadzizi nzira dzangu ndizvo zvinotaura Jehovha.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti ndangariro dzangu hadzizi ndangariro dzenyu, nenzira dzenyu hadzizi nzira dzangu ndizvo zvinotaura Jehovha.