Isaiah 55:9 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti ɗeŋga seɀarakakwirira kupfuʋura nyika, saiɀoɀo nzira dzaŋgu dzakakwirira kupfuʋura nzira dzenyu, nendaŋgariro dzaŋgu kupfuʋura ndaŋgariro dzenyu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Sokukwirira kwakaita matenga kupfuura nyika, saizvozvo nzira dzangu dzakakwirira kupinda dzenyu, nendangariro dzangu kupfuura ndangariro dzenyu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
nokuti sezvakangoita matenga kuti ari pamusoro nyika iri pasi ndizvo zvakangoitawo maitiro angu kuti ari pamusoro pamaitiro enyu uye ndangariro dzangu dziri pamusoro pendangariro dzenyu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti denga sezvarakakwirira kupfuura nyika, saizvozvo nzira dzangu dzakakwirira kupfuura nzira dzenyu, nendangariro dzangu kupfuura ndangariro dzenyu.
Shona 2009?
Nokuti denga \add sezva\add*rakakwirira kupfuura nyika, saizvozvo nzira dzangu dzakakwirira kupfuura nzira dzenyu, nendangariro dzangu kupfuura ndangariro dzenyu.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti denga sezvarakakwirira kupfuura nyika, saizvozvo nzira dzangu dzakakwirira kupfuura nzira dzenyu, nendangariro dzangu kupfuura ndangariro dzenyu.