Isaiah 56:11 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀirokwaɀo, imbga dzinokara, dzisiŋgatoŋgoguti; aʋa ʋafudzi, ʋasiŋgagoni kunzwisisa, mumŋe nomumŋe wakatsaukira kunzira yake, mumŋe nomumŋe kufuma yake, ʋose‐ʋose.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Imbwa dzinokara zvikuru; dzisingamboguti. Vafudzi vanoshayiwa kunzwisisa: vose vanotsaukira kunzira yavo pachavo, mumwe nomumwe anotsvaka zvinomupfumisa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Imbwa idzi dzina makaro, hadzimboguti, ndivava vafudzi vacho vasinganzwisisi, vose vachiti uyu nenzira yake, uyu nenzira yake mumwe nomumwe achizvitsvagira upfumi, vose zvavo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvirokwazvo, imbwa dzinokara, dzisingatongoguti; ava vafudzi, vasingagoni kunzwisisa, mumwe nomumwe wakatsaukira kunzira yake, mumwe nomumwe kupfuma yake, vose-vose.
Shona 2009?
Zvirokwazvo, imbwa dzinokara, dzisingatongoguti; ava vafudzi, vasingagoni kunzwisisa, mumwe nomumwe wakatsaukira kunzira yake, mumwe nomumwe kufuma yake, vose-vose.
Shona SUB 2002 Bible
Zvirokwazvo, imbwa dzinokara, dzisingatongoguti; ava vafudzi, vasingagoni kunzwisisa, mumwe nomumwe wakatsaukira kunzira yake, mumwe nomumwe kupfuma yake, vose–vose.