Isaiah 56:12 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋanoti: Ʋuyai, ndicaʋuya newaini, ticaguta neɀinoɓata, maŋgwana acaita sezuʋa ranhasi, zuʋa guru‐guru kwaɀo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mumwe nomumwe anodanidzira achiti, “Uyai, regai nditore waini! Regai tinwe tigute nedoro! Uye mangwana achafanana nanhasi, kana kutopfuura.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vanototaurirana zvavo vachiti, ‘Handei tinotsvaka waini, handei tinodutira hwahwa, mangwana nyaya ndiyo ndiyo, zvinenge zvisingambotauriki kuwanda.’ ”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vanoti, “Uyai, ndichauya newaini, tichaguta nezvinobata, mangwana achaita sezuva ranhasi, zuva guru-guru kwazvo.”
Shona 2009?
Vanoti, "Uyai, ndichauya newaini, tichaguta nezvinobata, mangwana achaita sezuva ranhasi,zuva guru-guru kwazvo."
Shona SUB 2002 Bible
Vanoti, “Uyai, ndichauya newaini, tichaguta nezvinodhaka, mangwana achaita sezuva ranhasi, zuva guru–guru kwazvo.”