Isaiah 56:2 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Wakaropafadzwa munhu unoita iɀoɀi, nomŋanakomana womunhu unoɀiɓatisisa, unoceŋgeta saɓata kuti arege kurimhura, nokudzora ruʋoko rwake kuti arege kuita cinhu cakaipa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akaropafadzwa munhu anoita izvi, munhu anozvibatisisa, anochengeta Sabata asingarisvibisi, uye anodzivisa ruoko rwake kuita chinhu chakaipa.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akakomborerwa hake munhu anoita izvozvi uye nomunhu anozvibatisisa anochengeta Sabata asingarin'orese, asina twaanobata-bata.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Akaropafadzwa munhu anoita izvozvi, noMwanakomana womunhu anozvibatisisa, anochengeta Sabata kuti arege kurimhura, nokudzora ruoko rwake kuti arege kuita chinhu chakaipa.”
Shona 2009?
"Akaropafadzwa munhu anoita izvi, noMwanakomana womunhu anozvibatisisa; anochengeta Sabata arege kurisvibisa, nokudzora ruoko rwake kuti arege kuita chinhu chipi nechipi chakaipa."
Shona SUB 2002 Bible
“Akaropafadzwa munhu anoita izvozvi, noMwanakomana womunhu anozvibatisisa, anochengeta Sabata kuti arege kurimhura, nokudzora ruoko rwake kuti arege kuita chinhu chakaipa.”