Isaiah 56:4 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti ɀanzi naJehova pamsoro paʋakacekwa, ʋanoceŋgeta masaɓata aŋgu, nokusanaŋgura ɀinhu ɀinondifadza, ʋaciɓatisisa suŋgano yaŋgu:
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuti zvanzi naJehovha, “Kuvayunaki vanochengeta maSabata angu, vanosarudza zvinondifadza, uye vanobatirira pasungano yangu,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndinodaro nokuti zvanzi naTenzi, “Vayuniki vanochengeta maSabata angu vachisarudza kuita zvandinoda vachichengetedza chitenderano changu,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti zvanzi naJehovha pamusoro pavayuniki, “Vanochengeta maSabata angu, nokusanangura zvinhu zvinondifadza, vachibatisisa sungano yangu.
Shona 2009?
Nokuti zvanzi naJehovha pamusoro pavakachekwa, "Vanochengeta maSabata angu, nokusanangura zvinondifadza, navanobatisisa sungano yangu.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti zvanzi naJehovha pamusoro pavayuniki, “Vanochengeta maSabata angu, nokusanangura zvinhu zvinondifadza, vachibatisisa sungano yangu.