Isaiah 57:1 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Wakarurama unoparara, asi hakunomunhu unehanya naɀo; naʋanoɗa Mŋari ʋanobviswa, kusinomunhu unoraŋgarira kuti ʋakarurama ʋanobviswa paɀakaipa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakarurama vanoparara, uye hakuna anofunga izvi mumwoyo make; vanhu vanoda Mwari vanobviswa, uye hakuna anonzwisisa kuti vakarurama vanobviswa kuti vanunurwe kubva pane zvakaipa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mururami anoparara zvake pasina anombozviitirawo hanya, vanamati chaivo vachitorwa pasina anozvinzwisisa, nokuti vakarurama anobviswa munhamo,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akarurama anoparara, asi hakuna munhu ane hanya nazvo; navanoda Mwari vanobviswa, kusina munhu anorangarira kuti vakarurama vanobviswa pazvakaipa.
Shona 2009?
Akarurama anoparara, asi hakuna munhu ane hanya nazvo; navanoda Mwari vanobviswa, kusina munhu anorangarira kuti vakarurama vanobviswa pazvakaipa.
Shona SUB 2002 Bible
Akarurama anoparara, asi hakuna munhu ane hanya nazvo; navanoda Mwari vanobviswa, kusina munhu anorangarira kuti vakarurama vanobviswa pazvakaipa.