Isaiah 57:10 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Wakaneta norwendo rwako rukuru; kunyaŋge ɀakaɗaro hauna‐kuti: Haɀinamaturo; wakawana simba rako riciʋandudzwa, naiɀoɀo hauna‐kupera simba.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Wakaneteswa nenzira dzako dzose, asi hauna kumboti, ‘Hazvina maturo.’ Wakawana kuvandudzwa kwesimba rako, nokudaro hauna kuziya.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Wakareberwa nenzira iwe zvikakunetesa asi hauna kumbozviti, “Hazvina maturo.” Wakatozvigwinyisa nokudaro hauna kufizuka.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Wakaneta norwendo rwako rukuru; kunyange zvakadaro hauna kuti, “Hazvina maturo;” wakawana simba rako richivandudzwa, naizvozvo hauna kupera simba.
Shona 2009?
Wakaneta norwendo rwako rukuru; kunyange zvakadaro hauna kuti, "Hazvina maturo;" wakawana simba rako richivandudzwa, naizvozvo hauna kupera simba.
Shona SUB 2002 Bible
Wakaneta norwendo rwako rukuru; kunyangwe zvakadaro hauna kuti, “Hazvina maturo;” wakawana simba rako richivandudzwa, naizvozvo hauna kupera simba.