Isaiah 57:12 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndicaparidza kururama kwako; kana ari maɓasa ako, haaŋgakuɓatsiri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndichaisa pachena kururama kwako namabasa ako, uye hazvizombokubatsiri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndichafumura ururami hwako ihwohwo nezvaunoita iwe asi hazvina zvazvichakuyamura.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndichaparidza kururama kwako; kana ari mabasa ako, haangakubatsiri.
Shona 2009?
Ndichaparidza kururama kwako; kana ari mabasa ako, haangakubatsiri.
Shona SUB 2002 Bible
Ndichaparidza kururama kwako; kana ari mabasa ako, haangakubatsiri.