Isaiah 57:14 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀicanzi: Tutirai, tutirai, gadzirai nzira, bvisai cigumbuso panzira yaʋanhu ʋaŋgu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uye zvichazonzi, “Vakai, vakai, gadzirai mugwagwa! Bvisai zvipinganidzo munzira yavanhu vangu.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvichazonzi, “Pangurai pangurai, mugadzire nzira mubvise zvose zvingapingaidze vanhu vangu munzira,”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvichanzi, “Tutirai, tutirai, gadzirai nzira, bvisa chigumbuso panzira yavanhu vangu.”
Shona 2009?
Zvichanzi, "Tutirai, tutirai, gadzirai nzira, bvisa chigumbuso panzira yavanhu vangu."
Shona SUB 2002 Bible
Zvichanzi, “Tutirai, tutirai, gadzirai nzira, bvisa chigumbuso panzira yavanhu vangu.”