Isaiah 57:21 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀanzi naMŋari waŋgu: Ʋakaipa haʋanorugare.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mwari wangu anoti, “Vakaipa havana rugare.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
vakaipa havana rugare,” ndizvo zviri kutaurwa naMwari wangu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvanzi naMwari wangu, ‘Vakaipa havana rugare.’ ”
Shona 2009?
Zvanzi naMwari wangu, `Vakaipa havana rugare.' "
Shona SUB 2002 Bible
Zvanzi naMwari wangu, ‘Vakaipa havana rugare.’ ”