Isaiah 57:5 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
iyemi, munoɀimutsa pakati pemiouki, napasi pomuti mumŋe nomumŋe mutema, imi munoɓaya ʋana mumipata, pasi pemikaha yamatombo?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Munotsva noruchiva pakati pemiti yemuouki napasi pomuti mumwe nomumwe wakapfumvutira; munobayira vana venyu mumipata napasi pamapazi akarembera.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
iyemi munobayiwa noruchiva muri mukati memioku pasi pemiti yose yakasvibira, imi munoita vana venyu zvibayiro mumapani mumikaha yamatombo?
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
iyemi, munozvimutsa pakati pemiouki, napasi pomuti mumwe nomumwe mutema, imi munobaya vana mumipata, pasi pemikaha yamatombo?
Shona 2009?
iyemi, munozvimutsa pakati pemiouki, napasi pomuti mumwe nomumwe mutema, imwi munobaya vana mumipata, pasi pemikaha yamatombo?
Shona SUB 2002 Bible
iyemi, munozvimutsa pakati pemioki, napasi pomuti mumwe nomumwe mutema, imi munobaya vana mumipata, pasi pemikaha yamatombo?