Isaiah 57:7 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Wakawadza nhoʋo dzako pamsoro pegomo rakareɓa rakakwirira; ndi’ko kwawakakwira kundoɓayira ɀiɓayiro.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Wakawaridza nhoo pakakwirira napachikomo chirefu; ikoko wakakwira kundobayira zvibayiro.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pagomo refu, panhungamakore yegomo, ndipo pamava kuita sapauriri hwenyu hwoupombwe. Ipapo ndopamunokwira kundopira zvibayiro.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Wakawadza nhoo dzako pamusoro pegomo rakareba rakakwirira; ndiko kwawakakwira kundobayira zvibayiro.
Shona 2009?
Wakawadza nhovo dzako pamusoro pegomo rakareba rakakwirira; ndiko kwawakakwira kundobayira zvibayiro.
Shona SUB 2002 Bible
Wakawadza nhoo dzako pamusoro pegomo rakareba rakakwirira; ndiko kwawakakwira kundobayira zvibairo.