Isaiah 58:12 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋacaɓerekwa newe ʋacaʋaka ɀe matoŋgo akare; ucamutsa nheyo dzamarudzi mazhinji, ʋuye ucatumidzwa: Mugadziri wopakakoromoka, muʋandudzi wenzira, kuti ʋanhu ʋagone kugara’po.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vanhu vako vachavakazve matongo akare vachasimudza nheyo dzakare; iwe uchanzi Mugadziri waMasvingo Akakoromoka, Muvandudzi weMigwagwa ine Dzimba.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pamatongo enyu pachavakwazve, muchamutsazve ugaro hwedzimba dzapasi chigare; uchazonzi mugadziridzi wezvakapazika, mugadziridzi wemigwagwa yepokugara.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Vachaberekwa newe vachavakazve matongo akare; uchamutsa nheyo dzamarudzi mazhinji, uye uchatumidzwa, Mugadziri wopakakoromoka, muvandudzi wenzira, kuti vanhu vagone kugarapo.
Shona 2009?
"Vachaberekwa newe vachavakazve matongo akare; uchamutsa nheyo dzamarudzi mazhinji, uye uchatumidzwa, Mugadziri wopakakoromoka, muvandudzi wenzira, kuti vanhu vagone kugarapo.
Shona SUB 2002 Bible
“Vachaberekwa newe vachavakazve matongo akare; uchamutsa nheyo dzamarudzi mazhinji, uye uchatumidzwa, Mugadziri wopakakoromoka, muvandudzi wenzira, kuti vanhu vagone kugarapo.