Isaiah 59:1 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Tarirai, ruʋoko rwaJehova haruna‐kufupiswa, kuti rukoniwe kuponesa, nzeʋe yake hainakuremerwa, kuti ikoniwe kunzwa;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvirokwazvo ruoko rwaJehovha haruna kupfupika kuti rukonewe kuponesa, uye nzeve yake haina kudzivira kuti irege kunzwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Teerera unzwe, ruoko rwaTenzi runoponesa; haruna kupera simba, zvokuti haachagona kuponesa nzevewo dzake dzinonzwa hadzina kudzivira.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Tarirai, ruoko rwaJehovha haruna kupfupiswa, kuti rukoniwe kuponesa, nzeve yake haina kuremerwa, kuti ikoniwe kunzwa;
Shona 2009?
Tarirai, ruoko rwaJehovha haruna kupfupiswa, kuti rukoniwe kuponesa, nzeve yake haina kuremerwa, kuti ikoniwe kunzwa;
Shona SUB 2002 Bible
Tarirai, ruoko rwaJehovha haruna kupfupiswa, kuti rukoniwe kuponesa, nzeve yake haina kuremerwa, kuti ikoniwe kunzwa;