Isaiah 59:12 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti kuɗarika kweɗu kwakawanda pamberi penyu, ɀiʋi ɀeɗu ɀinotipupurira; nokuti kuɗarika kweɗu kunesu, kana ɀiri ɀakaipa ɀeɗu tinoɀiziʋa, ɀinoti:
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuti kutadza kwedu kwawanda pamberi penyu, uye zvivi zvedu zvinotipupurira zvakaipa. Kudarika kwedu kunogara nesu, uye tinobvuma kutadza kwedu:
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Nokuti zvatakanganisa pamberi penyu zvawanda, kutadza kwedu tinokuziva, nokuti zvatakakutadzirai tinazvo mumwoyo, mhosva dzedu tinodziziva.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti kudarika kwedu kwakawanda pamberi penyu, zvivi zvedu zvinotipupurira; nokuti kudarika kwedu kunesu, kana zviri zvakaipa zvedu tinozviziva, zvinoti:
Shona 2009?
Nokuti kudarika kwedu kwakawanda pamberi penyu, zvivi zvedu zvinotipupurira; nokuti kudarika kwedu kunesu, kana zviri zvakaipa zvedu tinozviziva, zvinoti:
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti kudarika kwedu kwakawanda pamberi penyu, zvivi zvedu zvinotipupurira; nokuti kudarika kwedu kunesu, kana zviri zvakaipa zvedu tinozviziva, zvinoti: