Isaiah 59:14 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kururamisa kwakadzoswa shure, kururama kumire kure; nokuti ɀokwaɗi yakawira pasi panzira yomumusha, kutendeka hakugoni kupinda.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Naizvozvo kururamisirwa kwadzorerwa shure, uye kururama kwamira kure; chokwadi chakagumburwa munzira dzomumusha, kutendeka hakuchagoni kupinda.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ruenzaniso runonzi kure narwo, ururami hwava kumirira kure nesu nokuti chokwadi, pamatare, hapasisina, kutendeka kwapata.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kururamisa kwakadzoswa shure, kururama kumire kure; nokuti chokwadi chakawira pasi panzira yomumusha, kutendeka hakugoni kupinda.
Shona 2009?
Kururamisa kwakadzoswa shure, kururama kumire kure; nokuti chokwadi chakawira pasi panzira yomumusha, kutendeka hakugoni kupinda.
Shona SUB 2002 Bible
Kururamisa kwakadzoswa shure, kururama kumire kure; nokuti chokwadi chakawira pasi panzira yomumusha, kutendeka hakugoni kupinda.