Isaiah 59:15 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀirokwaɀo, ɀokwaɗi inoshaikwa; unotiza ɀakaipa unopambga; Jehova wakaɀiʋona, ɀikasamufadza kuti kwakaŋga kusina‐kururamisa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvokwadi haichawanikwi uye vanovenga zvakaipa ndivo vopambwa. Jehovha akatarisa akasafara kuti pakanga pasisina kururamisira.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Hapana kwaunowana chokwadi anenge angoti regai ndisiyane nouipi ndiye anobva atopinda mupfumvu.” Tenzi akazviona uye hazvina kumufadza kuti hapana ruenzaniso.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvirokwazvo, chokwadi chinoshaikwa; anotiza zvakaipa anopambwa; Jehovha akazviona, zvikasamufadza kuti kwakanga kusina kururamisa.
Shona 2009?
Zvirokwazvo, chokwadi chinoshaikwa; anotiza zvakaipa anopambwa; Jehovha akazviona, zvikasamufadza kuti kwakanga kusina kururamisa.
Shona SUB 2002 Bible
Zvirokwazvo, chokwadi chinoshaikwa; anotiza zvakaipa anopambwa; Jehovha akazviona, zvikasamufadza kuti kwakanga kusina ruenzaniso.