Isaiah 59:16 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akaʋona kuti hakunomunhu, akashamiswa nokuti kwakaŋga kusinomureʋereri; naiɀoɀo ruʋoko rwake rwakamuʋigira ruponeso, kururama kwake kwakamutsigira.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akaona kuti pakanga pasina munhu, akashamiswa kuti pakanga pasina munhu aipindira; naizvozvo ruoko rwake rwakamuvigira ruponeso, uye kururama kwake kwakamuraramisa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akaona kuti pakanga pasina kana munhu zvake, akashamiswa kuti pakanga pasina angarandutsire. Ipapo simba roruoko rwake rakamuwanisa kukunda, ururami hwake huchimutsigira.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akaona kuti hakuna munhu, akashamiswa nokuti kwakanga kusina murevereri; naizvozvo ruoko rwake rwakamuvigira ruponeso, kururama kwake kwakamutsigira.
Shona 2009?
Akaona kuti hakuna munhu, akashamiswa nokuti kwakanga kusina murevereri, naizvozvo ruoko rwake rwakamuvigira ruponeso, kururama kwake kwakamutsigira.
Shona SUB 2002 Bible
Akaona kuti hakuna munhu, akashamiswa nokuti kwakanga kusina murevereri; naizvozvo ruoko rwake rwakamuvigira ruponeso, kururama kwake kwakamutsigira.