Isaiah 59:18 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Seɀaʋakaita, ucaʋaripira saiɀoɀo, kutsamŋa kuʋadziʋisi ʋake, nokutsiʋa kuʋaʋeŋgi ʋake; ɀiwi ucaɀiripira muɓairo wokutsiʋa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Sezvavakaita, saizvozvo acharipira hasha kuvavengi vake nokutsiva kuvadzivisi vake; acharipira zvakafanira kuzviwi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Achavatsividza maererano nezvavakaita mhandu dzake achidzionesa hasha, vavengi vake achivatsividza. Nyika dzokumahombekome kwegungwa achadzitsividza.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Sezvavakaita, achavaripira saizvozvo, kutsamwa kuvadzivisi vake, nokutsiva kuvavengi vake; zvivi uchazviripira mubayiro wokutsiva.
Shona 2009?
Sezvavakaita, achavaripira saizvozvo, kutsamwa kuvadzivisi vake, nokutsiva kuvavengi vake; zvivi uchazviripira mubayiro wokutsiva.
Shona SUB 2002 Bible
Sezvavakaita, achavaripira saizvozvo, kutsamwa kuvadzivisi vake, nokutsiva kuvavengi vake; zvivi uchazviripira mubairo wokutsiva.