Isaiah 59:2 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
asi ɀakaipa ɀenyu ɀakakuparadzanisai naMŋari wenyu, ɀiʋi ɀenyu ɀakakuʋanzirai ciso cake, kuti arege kunzwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi zvakaipa zvenyu zvakakuparadzanisai naMwari wenyu; zvivi zvenyu zvakavanza chiso chake kwamuri kuti arege kunzwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi kutoti uipi hwenyu ndihwo hwakakuparadzanisai naMwari wenyu, zvivi zvenyu zvikavanza uso hwake kwamuri zvokuti haachambokunzwai,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
asi zvakaipa zvenyu zvakakuparadzanisai naMwari wenyu, zvivi zvenyu zvakakuvanzirai chiso chake, kuti arege kunzwa.
Shona 2009?
asi zvakaipa zvenyu zvakakuparadzanisai naMwari wenyu, zvivi zvenyu zvakakuvanzirai chiso chake, kuti arege kunzwa.
Shona SUB 2002 Bible
asi zvakaipa zvenyu zvakakuparadzanisai naMwari wenyu, zvivi zvenyu zvakakuvanzirai chiso chake, kuti arege kunzwa.