Isaiah 59:3 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti maʋoko enyu akaȿiɓiswa neropa, neminwe yenyu neɀakaipa; miromo yenyu yakareʋa nhema, rurimi rwenyu runoŋuŋuna ɀakashata.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuti maoko enyu akasvibiswa neropa, minwe yenyu nezvakaipa. Miromo yenyu yakareva nhema, rurimi rwenyu runonguruma zvinhu zvakaipa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
nokuti maoko enyu akasvibiswa neropa, uye minwe yenyu nezvakaipa, uye miromo yenyu nokureva nhema, rurimi rwenyu runotaura zvakaipa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti maoko enyu akasvibiswa neropa, neminwe yenyu nezvakaipa; miromo yenyu yakareva nhema, rurimi rwenyu runogunu’nuna zvakashata.
Shona 2009?
Nokuti maoko enyu akasvibiswa neropa, nemimwe yenyu nezvakaipa; miromo yenyu yakareva nhema, rurimi rwenyu runogunun'una zvakashata.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti maoko enyu akasvibiswa neropa, neminwe yenyu nezvakaipa; miromo yenyu yakareva nhema, rurimi rwenyu runogununu'na zvakashata.