Isaiah 59:5 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋanococonya mazai emvumbi, ʋanoruka ɗandira reɓuʋe; unodya mazai aʋo ucafa, kana ricipxanyika rinoɓuɗisa nyoka.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vanochochonya mazai emvumbi, uye vanoruka dandira redandemutande. Ani naani anodya mazai avo achafa, uye rimwe rikaputsika, panochochonywa nyoka.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vanochechenya mazai echiva, vanoruka dandadzi, anodya mazai azvo, anofa, rinenge rangochochonywa chete, munobva mabuda mvumbi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vanochochonya mazai emvumbi, vanoruka dandira rebuwe; anodya mazai avo achafa, kana richipwanyika rinobudisa nyoka.
Shona 2009?
Vanochochonya mazai emvumbi, vanoruka dandira rebuve; anodya mazai avo achafa, kana richipwanyika rinobudisa nyoka.
Shona SUB 2002 Bible
Vanochochonya mazai emvumbi, vanoruka dandira rebuwe; anodya mazai avo achafa, kana richipwanyika rinobudisa nyoka.