Isaiah 59:8 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nzira yorugare haʋaiziʋi; hakunokururama pakufamba kwaʋo; ʋakaɀiitira nzira dzakaminama, aninani unofamba nadzo haaziʋi rugare.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nzira yorugare havaizivi; hapana kururamisira pamakwara avo. Vakashandura nzira dzavo dzikava dzakaminama; hakuna anofamba madziri achaziva rugare.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Chinonzi rugare havachizive, maitiro avo haana ruenzaniso, mafambiro avo akakombama, anodimura nemariri rugare haamborunhuwa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nzira yorugare havaizivi; hakuna kururama pakufamba kwavo; vakazviitira nzira dzakaminama, ani naani anofamba nadzo haazivi rugare.
Shona 2009?
Nzira yorugare havaizivi; hakuna kururama pakufamba kwavo; vakazviitira nzira dzakaminama, ani naani anofamba nadzo haazivi rugare.
Shona SUB 2002 Bible
Nzira yorugare havaizivi; hakuna kururama pakufamba kwavo; vakazviitira nzira dzakaminama, ani naani anofamba nadzo haazivi rugare.