Isaiah 59:9 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naiɀoɀo kururamisirwa kuri kure nesu, nokururama hakuȿikiri kwatiri; tinotȿaka ciedza, asi, tarirai, rima ɓedzi; tinotȿaka kubginya, asi tinofamba pakaȿiɓa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Naizvozvo kururamisira kuri kure nesu, uye kururama hakusviki kwatiri. Tinotsvaka chiedza, asi zvose irima; tinotsvaka kujeka, asi tiri kufamba mumumvuri werima.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Heya ndokusaka ruenzaniso rwava kure kwazvo nesu kudai ururami uhu hatichambohunhuhwa. Patinotarisira kuwana mwenje tinongowana hero rima, pototi tiwanewo chiedza ndopatava kufamba muzarima.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Naizvozvo kururamisirwa kuri kure nesu, nokururama hakusvikiri kwatiri; tinotsvaka chiedza, asi, tarirai, rima bedzi; tinotsvaka kubwinya, asi tinofamba pakasviba.
Shona 2009?
Naizvozvo kururamisirwa kuri kure nesu, nokururama hakusvikiri kwatiri; tinotsvaka chiedza, asi, tarirai, rima bedzi; tinotsvaka kubwinya, asi tinofamba pakasviba.
Shona SUB 2002 Bible
Naizvozvo kururamisirwa kuri kure nesu, nokururama hakusvikiri kwatiri; tinotsvaka chiedza, asi, tarirai, rima bedzi; tinotsvaka kubwinya, asi tinofamba pakasviba.