Isaiah 6:11 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ndikati: Ishe kuȿikira riniko? Akapindura, akati: Kuȿikira maguta aʋa matoŋgo, asinaʋanogara’mo, nedzimba dzisinomunhu, nenyika yaparadzwa cose,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo ndakati, “Haiwa, Ishe, kusvikira riniko?” iye akapindura achiti, “Kusvikira maguta ava matongo uye pasisina anogaramo, kusvikira dzimba dzasiyiwa dzisina vanhu, neminda yaparadzwa zvachose,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Ini ndikati, ‘Kusvikira riniko nhai Tenzi?’ Ivo vakati, ‘Kusvikira maguta aparara musisina anogaramo, dzimba dzisisina vanhu, nyikawo yanyatsoparara,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino ndakati, “Ishe kusvikira riniko?” Akapindura, akati, “Kusvikira maguta ava matongo, asina vanogaramo, nedzimba dzisina munhu, nenyika yaparadzwa chose,
Shona 2009?
Zvino ndakati, "Ishe kusvikira rinhiko?" Akapindura, akati, "Kusvikira maguta ava matongo, asina vanogaramo, nedzimba dzisina munhu, nenyika yaparadzwa chose,
Shona SUB 2002 Bible
Zvino ndakati, “Ishe kusvikira rinhiko?” Akapindura, akati, “Kusvikira maguta ava matongo, asina vanogaramo, nedzimba dzisina munhu, nenyika yaparadzwa chose,