Isaiah 6:12 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
kuȿikira Jehova abvisira ʋanhu kure, nenɀimbo, dzashanduka matoŋgo, dzaʋa zhinji panyika.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
kusvikira Jehovha adzingira vanhu kure, uye nyika yasiyiwa zvachose.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Tenzi abvisa vanhu avaendesa kurekure, munyika mave namatunhu mazhinji asina vanhu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
kusvikira Jehovha abvisira vanhu kure, nenzvimbo, dzashanduka matongo, dzava zhinji panyika.
Shona 2009?
kusvikira Jehovha abvisira vanhu kure, nenzvimbo, dzashanduka matongo, dzava zhinji panyika.
Shona SUB 2002 Bible
kusvikira Jehovha abvisira vanhu kure, nenzvimbo, dzashanduka matongo, dzava zhinji panyika.