Isaiah 6:4 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nheyo dzeɀikumbaridzo dzikazunuŋguka nenzwi rowakaŋga aciɗana, imba ikazadzwa noʋutsi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nomutinhiro wamanzwi adzo, nheyo dzezvikumbaridzo zvakazungunuka uye temberi yakazadzwa noutsi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ugaro hwemba iyi hwokumusuo hwakandengendeka pamusana pezwi rewainge adaidza. Imba iyoi yakazara noutsi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nheyo dzezvikumbaridzo dzikazununguka nezwi rowakanga achidana, imba ikazadzwa noutsi.
Shona 2009?
Nheyo dzezvikumbaridzo dzikazununguka nenzwi rowakanga achidana, imba ikazadzwa noutsi.
Shona SUB 2002 Bible
Nheyo dzezvikumbaridzo dzikazununguka nezwi rowakanga achidana, imba ikazadzwa noutsi.