Isaiah 6:5 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo ndikati: Ndinenhamo! nokuti ndoparara, nokuti ndiri munhu wemiromo inetȿina, ndigere pakati paʋanhu ʋemiromo inetȿina; nokuti meso aŋgu akaʋona Mambo, Jehova wehondo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo ndakachema ndichiti, “Ndine nhamo! Ndaparara! Nokuti ndiri munhu ane miromo ine tsvina uye ndigere pakati pavanhu vane miromo ine tsvina uye meso angu aona Mambo, Jehovha Wamasimba Ose.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndakati, “Maiwe-e, maiwe-e zvangu inga ndaparara nokuti ndiri munhu ane miromo yakan'ora uye ndigere pakati pavanhu vane miromo yakan'ora nokuti ini nameso angu ndaona Mambo, Tenzi wehondo nehondo!”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo ndikati, “Ndine nhamo! Nokuti ndoparara, nokuti ndiri munhu wemiromo yakan'ora, ndigere pakati pavanhu vemiromo yakan'ora; nokuti meso angu akaona Mambo; Jehovha wehondo.”
Shona 2009?
Ipapo ndikati, "Ndine nhamo! Nokuti ndoparara, nokuti ndiri munhu wemiromo yakan'ora, ndigere pakati pavanhu vemiromo yakan'ora; nokuti meso angu akaona Mambo; Jehovha wehondo."
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo ndikati, “Ndine nhamo! Nokuti ndoparara, nokuti ndiri munhu wemiromo yakan'ora, ndigere pakati pavanhu vemiromo yakan'ora; nokuti meso angu akaona Mambo; Jehovha wehondo.”