Isaiah 6:7 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ikagumura muromo waŋgu naro, ikati: Tarira, zimbe iri ragumura miromo yako, ɀakaipa ɀako ɀabviswa, ziʋi ɀako ɀadzikinurwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Yakagunzva muromo wangu nawo ikati, “Tarira, zimbe iri ragunzva miromo yako; mhosva yako yabviswa uye chivi chako chadzikinurwa.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Rakasvikondigunzva muromo naro rikati, “Tarisa uone wagunzwa muromo nevhunze iri hauchisina mhosva, chitadzo chako charegererwa.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
ikagumura muromo wangu naro, ikati, “Tarira, zimbe iri ragumura miromo yako, zvakaipa zvako zvabviswa, zvivi zvako zvadzikinurwa.”
Shona 2009?
Tarira, zimbe iri ragumura miromo yako, zvakaipa zvako zvabviswa, zvivi zvako zvadzikunurwa."
Shona SUB 2002 Bible
ikagumura muromo wangu naro, ikati, “Tarira, zimbe iri ragumura miromo yako, zvakaipa zvako zvabviswa, zvivi zvako zvadzikinurwa.”